Chamvari Tours

Call Directions Website

Chamvari Tours Tinotakura vanhu ,negoods to deliver and we handle with care too .Isu veChamvari Tours tinovimba kufambidzana zvenguva refu

31/01/2024

Zim to capetown tommorrow be ready at machipisa rank Harare 10 am

02/12/2023

Bus renyu rakasimuka rave kusvika Westen Cape .Beaufort west ,Woerster, Capetown .vane hama kana vana varikuuya gadzirirai kundotambira kuma2 tetambinda Capetown

19/11/2023

Link yewhatsap group redu iripamusoro apo munongobaya link munouya kune vamwe .

19/11/2023

Reminder !!!!!!

Manheru pakanaka Chamvari family .varikuenda kuS.A batai nguva bus rinosimuka pamachipisa On Thursday na10 am .Vanoda kubatisa varimuHarare kana vanenge vachigarira muroad tizivisei Wednesday tione kuti zvoitwasei!!!!!!!!!!

Izvozvi bus renyu rasimuka rakananga kuzim Tinokutendai nekutsigira Chamvari Tours

06/10/2023

❗❗❗❗❗❗Yakanaka mota bus renyu rakupinda mu joberg. All laguage collection will be done tomorrow uye ma bookings handei vabereki wasara wasara
tours 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥✈️

22/09/2023

Manheru akanaka vabereki bhazi redu ririmunzira kubva zim to capetown ...shandisai link iyo kubata Office yedu nekukasika ....
.!!!!!!! Book now

Follow this link to join my WhatsApp group:
19/09/2023

Follow this link to join my WhatsApp group:

WhatsApp Group Invite

17/09/2023

Manheru akanaka !!!!!!

Bus renyu rasimuka kuenda Zim vane hama dzinoda kuuya or imi vacho kuuya nekubatisa zvinhu itai mabookings enyu

Address

65 Birdstreet
Beaufort West
65BIRDSTREETBEAUFORT,WESTERNCAPE&WORCTER&BELVILE

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Chamvari Tours posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share

Category